Svetuka kuchirochemo

Rufu: Kusiyanisana kwezvidzokororo

Kubva Wikipedia
Content deleted Content added
Addbot (ereketa | zvinzatu)
m Bot: Migrating 1 interwiki links, now provided by Wikidata on d:q201676 (translate me)
Holani Mina (ereketa | zvinzatu)
 
(Hapana kurakidzwa 30 zviongororo zvechipakati zvakaitwa na 5 vashandisi)
Mutsetse 1: Mutsetse 1:
'''Rufu''' ([[Chingezi|nge]]. death) '''ndufu''' kumira kwekushanda kwe biological function ino raramisa zvipenyu kusingakwanise kudzoswa. Unogona kutsanangurwa uchinzi kumira kwekushanda kwe uropi hwose, kusanganisa stemu ye uropi. Rufu rwe uropi unowanzonzi ndicho chirevo chepamutemo che rufu. Zvisaro zve oganizimu zvinowanzo tanga kudhikompoza mushure merufu. Rufu haukwanise kutizwa pazvinhu zvose zvipenyu.
Shoko rokuti [[rufu]] (funeral in English) rinoreva panguva kana panzvimbo pakawunganiwa kuchema munhu afa. Rufu rwunoreva kuti pane munhu '''afa''' saka mashoko aya anoshandisw achitsivana nokuti anonongedza kuchinhu chimwe.


Pane nguva mbiri chete munhoroondo ye pasirose inonzi vanhu havana kufa, inowanikwa mubhaibheri panyaya ya [[Henoku|Henoku (kana Enoku)]] munwadhi ra [[Genesisi|Mavambo]] uye [[Eriya]] munwadhi ra [[2 Madzimambo]]. Uye pane nguva imwe chete inonzi munhu akamuka kubva murufu zvachose, munhu iyeye ndi [[Yesu|Yeshua]]. Vamwe vanhu vanonzi vakamuka kubva murufu vakamuka kudzoka mu[[rufo]] (hupenyu hwaizopera zve, kwete we zvachose),
[[az:Dəfn]]

[[Mushakabvu]] zvinoreva munhu afa kana akafa kare.
*[[Rufo]] (death, mortality).

==Kurerutsa Mutauro==

*[[Chifo]] (mortality, natural death). Akafa nechifo: he died a natural death.
*[[Didinya]] (ideophone of Being completely dead or dying suddenly).
*[[Kuita Murarira]], [[murarira]], [[kuita murakatira]] kana [[murakatira]] (to dies in large numbers) mazwi anotaura Kuga kwevanhu vakawanda zvakanyanya zvikurusei kufa munzvimbo imwechete sezvakaitika pa[[Hondo yePasirose yeChipiri]] nepa[[Rushigido]].

==Tsumo==

*Shungu ne[[ganyu]] zvinodzimba wotandadza asi chido chinomusimbisa. Grief and sighing hurt a person in agony while loving compassion strengthens him.
*Rufu haruna nzira. Death has no (defined) path.
*Kufa hakuna gwanza. Death has no path.*
*Mubayiro wezvivi rufu. The reward of sin is death.
*Rufu runoita wegondo rinotora nhiyo richisiya mai vachichema. Death is like an eagle which takes a chick leaving the mother hen mourning.
*Rufu haruwadzirwi nhoo. For death, no mat is spread.
*Rufu haruwadzirwi bonde. For death, no mat is spread.
*Rufu haruna ishe. Death knows no chief.
*Rufu haruna ndanatsa. Death knows no 'good man'

==Mitauro yeBantu==

*[[MaZulu]] vanoti '''isifo''' (1. Disease, sickness; 2. a weakness, a failing) kureva [[chirwere]]. [[VaDigo]] vanoti '''chifo''' (death of a person) kureva [[rufu]].
*[[Zigula]] inoti '''kutowera matanga''' (have a funeral for) kureva [[rufu]]. Apa '''kutowa''' zvinoreva '''kurova''' se[[kurova bembera]]; [[kurova pasi]]; [[kurova gusvi]].
*[[Swahili]] inoti '''kifo''' (death, dying, manner of death) kureva [[rufu]] kana [[rufu|kafiro]]. [[VaZigula]] vanoti '''chifo''' (death) vachireva [[rufu]].
*[[Luwanga]] inoti '''liliro''' (lamentation, wailing) vachireva [[kuwungudza]]. [[Bambara]] inoti '''sàya''' (n. death) kureva [[kufa]].

[[category:Matare emhosva]]
[[Category:Mazwi eShona anopera na U]]

Dzokororo yarizvino sekubva 14:16, 5 Kubvumbi 2023

Rufu (nge. death) ndufu kumira kwekushanda kwe biological function ino raramisa zvipenyu kusingakwanise kudzoswa. Unogona kutsanangurwa uchinzi kumira kwekushanda kwe uropi hwose, kusanganisa stemu ye uropi. Rufu rwe uropi unowanzonzi ndicho chirevo chepamutemo che rufu. Zvisaro zve oganizimu zvinowanzo tanga kudhikompoza mushure merufu. Rufu haukwanise kutizwa pazvinhu zvose zvipenyu.

Pane nguva mbiri chete munhoroondo ye pasirose inonzi vanhu havana kufa, inowanikwa mubhaibheri panyaya ya Henoku (kana Enoku) munwadhi ra Mavambo uye Eriya munwadhi ra 2 Madzimambo. Uye pane nguva imwe chete inonzi munhu akamuka kubva murufu zvachose, munhu iyeye ndi Yeshua. Vamwe vanhu vanonzi vakamuka kubva murufu vakamuka kudzoka murufo (hupenyu hwaizopera zve, kwete we zvachose),

Mushakabvu zvinoreva munhu afa kana akafa kare.

  • Rufo (death, mortality).

Kurerutsa Mutauro[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Tsumo[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Shungu neganyu zvinodzimba wotandadza asi chido chinomusimbisa. Grief and sighing hurt a person in agony while loving compassion strengthens him.
  • Rufu haruna nzira. Death has no (defined) path.
  • Kufa hakuna gwanza. Death has no path.*
  • Mubayiro wezvivi rufu. The reward of sin is death.
  • Rufu runoita wegondo rinotora nhiyo richisiya mai vachichema. Death is like an eagle which takes a chick leaving the mother hen mourning.
  • Rufu haruwadzirwi nhoo. For death, no mat is spread.
  • Rufu haruwadzirwi bonde. For death, no mat is spread.
  • Rufu haruna ishe. Death knows no chief.
  • Rufu haruna ndanatsa. Death knows no 'good man'

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]