Svetuka kuchirochemo

Rufu: Kusiyanisana kwezvidzokororo

Kubva Wikipedia
Content deleted Content added
No edit summary
No edit summary
Mutsetse 9: Mutsetse 9:
*[[Mashuramo]] kana [[mavhuramo]] (Period of stress worry. mourning) Tongai akanga ari mumavhuramo mazuva mashoma akapera: Tongai went through a period of stress a few days ago.

*[[Rutondedzo]] kana [[chiyeuchidzo]] (memorial) apa kureva nguva inosangana vanhu vachipemberera nokurangarira hupenyu hwemushakabvu. Vamwe vanovaka chivakwa chinovayeuchidza mudiwa wayo akavasiya - ichi chivakwa [[rutondedzo]] zvakare.

*[[Didinya]] (ideophone of Being com�pletely dead or dying suddenly).
*[[Didinya]] (ideophone of Being completely dead or dying suddenly).
*[[Kuita Murarira]], [[murarira]], [[kuita murakatira]] kana [[murakatira]] (to dies in large numbers) mazwi anotaura Kuga kwevanhu vakawanda zvakanyanya zvikurusei kufa munzvimbo imwechete sezvakaitika pa[[Hondo yePasirose yeChipiri]] nepa[[Rushigido]].

[[category:Matare emhosva]]
[[category:Matare emhosva]]

Dzokororo sekubva 03:16, 9 Gunyana 2016

Shoko rokuti rufu (funeral in English) rinoreva panguva kana panzvimbo pakawunganiwa kuchema munhu afa. Rufu rwunoreva kuti pane munhu afa saka mashoko aya anoshandisw achitsivana nokuti anonongedza kuchinhu chimwe.

Mushakabvu zvinoreva munhu afa kana akafa kare.

Kurerutsa Mutauro

  • Chifo (mortality, natural death). Akafa nechifo: he died a natural death.