Svetuka kuchirochemo

Rufu: Kusiyanisana kwezvidzokororo

Kubva Wikipedia
Content deleted Content added
No edit summary
No edit summary
Mutsetse 6: Mutsetse 6:

*[[Chifo]] (mortality, natural death). Akafa nechifo: he died a natural death.
*[[Chifo]] (mortality, natural death). Akafa nechifo: he died a natural death.
*[[Kunyaradza]] (comfort) [[kuvaraidza]]; kugadza moyo; [[kukungura]]; [[kukumbura]]. Zvichida ndipo panobva zita renzvimbo rokuti [[Mukumbura]]?
*[[Kunyaradza]] (comfort, console) [[kuvaraidza]]; kugadza moyo; [[kukungura]]; [[kukumbura]]. Zvichida ndipo panobva zita renzvimbo rokuti [[Mukumbura]]?
*[[Mashuramo]] kana [[mavhuramo]] (Period of stress worry. mourning) Tongai akanga ari mumavhuramo mazuva mashoma akapera: Tongai went through a period of stress a few days ago.
*[[Mashuramo]] kana [[mavhuramo]] (Period of stress worry. mourning) Tongai akanga ari mumavhuramo mazuva mashoma akapera: Tongai went through a period of stress a few days ago.
*[[Rutondedzo]] kana [[chiyeuchidzo]] (memorial) apa kureva nguva inosangana vanhu vachipemberera nokurangarira hupenyu hwemushakabvu. Vamwe vanovaka chivakwa chinovayeuchidza mudiwa wayo akavasiya - ichi chivakwa [[rutondedzo]] zvakare.

Dzokororo sekubva 15:11, 8 Gumiguru 2016

Shoko rokuti rufu (funeral in English) rinoreva panguva kana panzvimbo pakawunganiwa kuchema munhu afa. Rufu rwunoreva kuti pane munhu afa saka mashoko aya anoshandisw achitsivana nokuti anonongedza kuchinhu chimwe.

Mushakabvu zvinoreva munhu afa kana akafa kare.

Kurerutsa Mutauro