Svetuka kuchirochemo

Rufu: Kusiyanisana kwezvidzokororo

Kubva Wikipedia
Content deleted Content added
No edit summary
No edit summary
Mutsetse 29: Mutsetse 29:
==Mitauro yeBantu==
==Mitauro yeBantu==


*Va[[Digo]] vanoti '''chifo''' kana '''mauti'' (death of a person) kureva [[rufu]].
*Va[[Digo]] vanoti '''chifo''' kana '''mauti''' (death of a person) kureva [[rufu]].
*Vanotaura [[Swahili]] vanoti '''kifo''' (death, dying, manner of death) kureva [[rufu]] kana [[rufu|kafiro]].


[[category:Matare emhosva]]
[[category:Matare emhosva]]

Dzokororo sekubva 17:29, 10 Mbudzi 2018

Shoko rokuti rufu (funeral in English) rinoreva panguva kana panzvimbo pakawunganiwa kuchema munhu afa. Rufu rwunoreva kuti pane munhu afa saka mashoko aya anoshandisw achitsivana nokuti anonongedza kuchinhu chimwe.

Mushakabvu zvinoreva munhu afa kana akafa kare.

  • Rufo (death, mortality).

Kurerutsa Mutauro

Tsumo

  • Shungu neganyu zvinodzimba wotandadza asi chido chinomusimbisa. Grief and sighing hurt a person in agony while loving compassion strengthens him.
  • Rufu haruna nzira. Death has no (defined) path.
  • Kufa hakuna gwanza. Death has no path.*
  • Mubayiro wezvivi rufu. The reward of sin is death.
  • Rufu runoita wegondo rinotora nhiyo richisiya mai vachichema.

Death is like an eagle which takes a chick leaving the mother hen mourning.

  • Rufu haruwadzirwi nhoo. For death, no mat is spread.
  • Rufu haruwadzirwi bonde. For death, no mat is spread.
  • Rufu haruna ishe. Death knows no chief.
  • Rufu haruna ndanatsa. Death knows no 'good man'

Mitauro yeBantu

  • VaDigo vanoti chifo kana mauti (death of a person) kureva rufu.
  • Vanotaura Swahili vanoti kifo (death, dying, manner of death) kureva rufu kana kafiro.