Svetuka kuchirochemo

Rufu: Kusiyanisana kwezvidzokororo

Kubva Wikipedia
Content deleted Content added
No edit summary
No edit summary
Mutsetse 1: Mutsetse 1:
Shoko rokuti [[rufu]] (funeral in English) rinoreva panguva kana panzvimbo pakawunganiwa kuchema munhu afa. Rufu rwunoreva kuti pane munhu '''afa''' saka mashoko aya anoshandisw achitsivana nokuti anonongedza kuchinhu chimwe.
Shoko rokuti [[rufu]] kana [[rufu|mariro]] (funeral) rinoreva panguva kana panzvimbo pakawunganiwa kuchema munhu afa. Rufu rwunoreva kuti pane munhu '''afa''' saka mashoko aya anoshandisw achitsivana nokuti anonongedza kuchinhu chimwe.


[[Mushakabvu]] zvinoreva munhu afa kana akafa kare.
[[Mushakabvu]] zvinoreva munhu afa kana akafa kare.
Mutsetse 32: Mutsetse 32:
*Vanotaura [[Swahili]] vanoti '''kifo''' (death, dying, manner of death) kureva [[rufu]] kana [[rufu|kafiro]].
*Vanotaura [[Swahili]] vanoti '''kifo''' (death, dying, manner of death) kureva [[rufu]] kana [[rufu|kafiro]].
*Va[[Zigula]] vanoti '''chifo''' (death) vachireva [[rufu]].
*Va[[Zigula]] vanoti '''chifo''' (death) vachireva [[rufu]].
*[[VaWanga]] vanoti '''liliro''' (lamentation, wailing) vachireva [[kuwungudza]].


[[category:Matare emhosva]]
[[category:Matare emhosva]]

Dzokororo sekubva 00:20, 14 Kukadzi 2020

Shoko rokuti rufu kana mariro (funeral) rinoreva panguva kana panzvimbo pakawunganiwa kuchema munhu afa. Rufu rwunoreva kuti pane munhu afa saka mashoko aya anoshandisw achitsivana nokuti anonongedza kuchinhu chimwe.

Mushakabvu zvinoreva munhu afa kana akafa kare.

  • Rufo (death, mortality).

Kurerutsa Mutauro

Tsumo

  • Shungu neganyu zvinodzimba wotandadza asi chido chinomusimbisa. Grief and sighing hurt a person in agony while loving compassion strengthens him.
  • Rufu haruna nzira. Death has no (defined) path.
  • Kufa hakuna gwanza. Death has no path.*
  • Mubayiro wezvivi rufu. The reward of sin is death.
  • Rufu runoita wegondo rinotora nhiyo richisiya mai vachichema.

Death is like an eagle which takes a chick leaving the mother hen mourning.

  • Rufu haruwadzirwi nhoo. For death, no mat is spread.
  • Rufu haruwadzirwi bonde. For death, no mat is spread.
  • Rufu haruna ishe. Death knows no chief.
  • Rufu haruna ndanatsa. Death knows no 'good man'

Mitauro yeBantu

  • VaDigo vanoti chifo kana mauti (death of a person) kureva rufu.
  • Vanotaura Swahili vanoti kifo (death, dying, manner of death) kureva rufu kana kafiro.
  • VaZigula vanoti chifo (death) vachireva rufu.
  • VaWanga vanoti liliro (lamentation, wailing) vachireva kuwungudza.