Svetuka kuchirochemo

Australia

Kubva Wikipedia

Australia ndiro ziwumbe riri kwakadziva kuchamhembe kweAsia. Nyika iyi yakatapwa nevarungu vanova ndivo vari kutonga Australia pari zvino.

Nyika iyi inozivikanwa nemutambo we cricket, mhuka inonzi kangaroo uye ndiyo imwe yematunhu anowanikwa garwe.

Pakayambuka mhuri dzevanhu veZimbabwe dzichienda Pasirose, Australia ndiyo yedzimwe nyika dzaienda vanhu vemuZimbabwe. Kune chifungidziro chokuti vanhu veZimbabwe vanodarika zviruru makumi maviri (20,000) vanogara kuAustralia.

Australia yakagachirawo vapoteri vaitiza hondo yeku Sudan vazhinji vavo vanhu vatema.