Svetuka kuchirochemo

Rufu

Kubva Wikipedia

Shoko rokuti rufu (funeral in English) rinoreva panguva kana panzvimbo pakawunganiwa kuchema munhu afa. Rufu rwunoreva kuti pane munhu afa saka mashoko aya anoshandisw achitsivana nokuti anonongedza kuchinhu chimwe.

Mushakabvu zvinoreva munhu afa kana akafa kare.

Kurerutsa Mutauro

  • Chifo (mortality, natural death). Akafa nechifo: he died a natural death.
  • Mashuramo kana mavhuramo (Period of stress worry. mourning) Tongai akanga ari mumavhuramo mazuva mashoma akapera: Tongai went through a period of stress a few days ago.
  • Rutondedzo kana chiyeuchidzo (memorial) apa kureva nguva inosangana vanhu vachipemberera nokurangarira hupenyu hwemushakabvu. Vamwe vanovaka chivakwa chinovayeuchidza mudiwa wayo akavasiya - ichi chivakwa rutondedzo zvakare.