Download as pdf or txt
Download as pdf or txt
You are on page 1of 4

ZIMBABWE SCHOOL EXAMINATIONS COUNCIL

General Certificate of Education Ordinary Level

LITERATURE IN SHONA 4069/2


PAPER 2 Mitambo neNganonyorwa

SPECIMEN PAPER 1 hour 45 minutes

Additional materials:
Answer paper

NGUVA: Awa nemaminitsi makumi mana nemashanu.

RAYIRO KUVANYORI VEBVUNZO

Uchapiwa mapepa okunyorera mhinduro dzako.

Nyora zita rako, nhamba yenzvimbo yauri kunyorera nenhamba yako yawakapiwa somunyori papepa
roga roga remhinduro rawashandisa.

Pindura mibvunzo miviri chete.

Ukashandisa mapepa anodarika rimwe, asunganidze pamwe chete.

ZIVISO KUVANYORI VEBVUNZO

Zvibodzwa zvakapiwa muzvikomberedzo izvi ( ) pamagumo pechidimbu chemubvunzo, uye


izvi [ ] panoperera mubvunzo woga woga.

Bvunzo ino yakanyorerwa pamapeji matatu nerimwe chete risina kunyorwa chinhu.
Copyright: Zimbabwe School Examinations Council, Specimen Paper.

©ZIMSEC SPECIMEN PAPER [Enda kuseri


2

CHIKAMU A: Mitambo

Pindura mubvunzo mumwe chete kubva muchikamu chino.

Moyo, A. C: Kereke Inofa

1 Kubva pane zvinoitika mumutambo Kereke Inofa, tsanangura zvinhu zvisere


zvinokwanisa kuparadza kereke.
[25]

2 Makakatanwa mazhinji ari pakati pevatambi vari mumutambo Kereke Inofa


anokonzerwa nechipfambi. Tsigira pfungwa iyi nezviri mumutambo uyu
ugoratidzawo kuti kusawirirana kwega kwega kunoguma sei.
[25]

Tsodzo, T.K.: Tsano

3 Ndezvipi zvisingafadzi maererano neupenyu hwemudhorobha zvinoburitswa muna


Tsano? Tsigira pfungwa dzako nezvinhu zvisere zvinobva mumutambo.
[25]

4 Unotii nemaburitsirwo anoitwa vanhukadzi nevanhurume muna Tsano wakatarisana


nekutendeseka kweunhu hwavanopiwa? Tsigira pfungwa dzako nezviitiko zvinobva
mumutambo uyu.
[25]

4069/2 SPECIMEN PAPER


3

CHIKAMU B: Nganonyorwa

Pindura mubvunzo mumwe chete kubva muchikamu chino.

Mubuya, M.: Manyambiri

5 Makakatanwa mazhinji ari muna Manyambiri anokonzerwa nokuchengetwa


kwemapatya kwaisatenderwa mumazuva iwayo. Tsigira pfungwa iyi nezviitiko
zvisere.
[25]

6 Ndedzipi tsika dzepasichigare dzinoburitswa muna Manyambiri dzaunofunga kuti


hadzifaniri kuregwa dzichitsakatika? Tsigira netsika dzakabuda munyaya iyi.
[25]

Makata, M.F.W.: Gona reChimurenga

7 Unofunga kuti zvii zvakatokonya munyori kunyora rungano Gona reChimurenga?


Tsigira nezvinhu zvishanu.
[25]

8 Kubva pamatambudziko anoburitswa muna Gona reChimurenga, tsanangura


mashanu anojekesa kuzvipira kwevarwi verusununguko pakusungungura Zimbabwe
kubva kuvapambevhu. [25]

4069/2 SPECIMEN PAPER


4

BLANK PAGE

4069/2 SPECIMEN PAPER

You might also like