D
Mataridziko
Ibhii rechina mubumbiro re mabhi eChiratini. Tarisai futi peji ra Dh
|
D (ridoko "d") ibhii rinowanikwa mumabhi eChiratini ne Chikriri uyo rinoshandiswa wo mukunyora Chishona chanhasi, asi muChishona rinodanwa zvakasiyana nemuChirungu, nekuti ibhii revupau[C 1] uye rinonzwika senge riri kudzvanywa futi. Bhii rekuti D rakabva kuChigiriki.
Mashandisirwo a-D
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Mumhanzi D inoti.
- Kune hambautare D mhando yemotokari kubva kuJerumani .
- Pakati penumeri dze Chiroma D ndi500
- Muzvikoro zvemunyika dzakasiyana-siyana D inoshandiswa kumakisa mabasa evadzidzi.
Mabviro eruzivo
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- ↑ implode., implosive.